Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 11:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Ndinodaro nokuti Mwari akaisa vanhu vose mukusateerera kuti anzwire vose tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Nokuti Mŋari wakaʋapfigira ʋose pakusaterera kwaʋo, kuti aʋanzwire ŋgoni ʋose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Nokuti Mwari akavapfigira vose pakusateerera kwavo, kuti avanzwire ngoni vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Ndinodaro nokuti Mwari akaisa vanhu vose mukusateerera kuti anzwire vose tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Ndinodaro nokuti Mwari akaisa vanhu vose mukusateerera kuti anzwire vose tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Nokuti Mwari akapfigira vanhu vose pakusateerera kwavo, kuti avanzwire ngoni vose.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 11:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy