Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 11:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Sezvamakangoita imi kuti makambova vanhu vasingateereri Mwari asi zvino makaitirwa tsitsi pamusana pokusateerera kwavo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Nokuti semi kare makaŋga musiŋgatereri Mŋari, asi ɀino makanzwirwa ŋgoni nokusaterera kwaʋo,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Nokuti semi kare makanga musingateereri Mwari, asi zvino makanzwirwa ngoni nokusateerera kwavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Sezvamakangoita imi kuti makambova vanhu vasingateereri Mwari asi zvino makaitirwa tsitsi pamusana pokusateerera kwavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Sezvamakangoita imi kuti makambova vanhu vasingateereri Mwari asi zvino makaitirwa tsitsi pamusana pokusateerera kwavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Nokuti sezvo imi makanga musingateereri Mwari pane imwe nguva magamuchira ngoni zvino nokuda kwokusateerera kwavo,

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 11:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy