ƲaRoma 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ichokwadi ichocho. Vakadimurwa pamusana pokusatenda kwavo asi choga chinoita kuti iwe umire wakasimba, chitendero. Naizvozvo rega kuzvikudza; unofanira kutotya, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ndiɀoɀo; ʋakavuniwa nokusatenda kwaʋo, iwe unomira nokutenda kwako. Usaɀikudza, asi utye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ndizvozvo; vakavhuniwa nokusatenda kwavo iwe unomira nokutenda kwako. Usazvikudza, asi utye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ichokwadi ichocho. Vakadimurwa pamusana pokusatenda kwavo asi choga chinoita kuti iwe umire wakasimba, chitendero. Naizvozvo rega kuzvikudza; unofanira kutotya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ichokwadi ichocho. Vakadimurwa pamusana pokusatenda kwavo asi choga chinoita kuti iwe umire wakasimba, chitendero. Naizvozvo rega kuzvikudza; unofanira kutotya, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndizvozvo. Asi akavhuniwa nokuda kwokusatenda, uye iwe unomira nokutenda kwako. Usazvikudza, asi uve nokutya. Viz kapitola |