ƲaRoma 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Isaya anoitawo chivindi chokuti ndakawanikwa navavo vasina kunditsvaka ndakazviratidza kune vasina kundibvunza Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 NaIsaya, asiŋgatyi, unoti: Ndakawanikwa naʋasina‐kunditȿaka, Ndakaʋonekwa naʋasina‐kundibvunza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 NaIsaya, asingatyi, anoti, “Ndakawanikwa navasina kunditsvaka, Ndakaonekwa navasina kundibvunza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Isaya anoitawo chivindi chokuti ndakawanikwa navavo vasina kunditsvaka ndakazviratidza kune vasina kundibvunza Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Isaya anoitawo chivindi chokuti ndakawanikwa navavo vasina kunditsvaka ndakazviratidza kune vasina kundibvunza Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye Isaya, asingatyi anoti, “Ndakawanikwa navasina kunditsvaka; ndakazviratidza kuna vaya vasina kunditsvaka.” Viz kapitola |