ƲaRoma 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asika havasi vose vakateerera Shoko Rakanaka, sezvinotaurwa naIsaya anoti, ‘Tenzi ndiani akatenda zvaakanzwa kwatiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi ʋose haʋana‐kuterera mashoko omufaro. Nokuti Isaya unoti: Ishe, ndianiko wakatenda ɀatakaparidza? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi vose havana kuteerera mashoko omufaro. Nokuti Isaya anoti, “Ishe, ndianiko akatenda zvatakaparidza?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asika havasi vose vakateerera Shoko Rakanaka, sezvinotaurwa naIsaya anoti, ‘Tenzi ndiani akatenda zvaakanzwa kwatiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asika havasi vose vakateerera Shoko Rakanaka, sezvinotaurwa naIsaya anoti, ‘Tenzi ndiani akatenda zvaakanzwa kwatiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi havasi vaIsraeri vose vakagamuchira mashoko akanaka. Nokuti Isaya anoti, “Ishe, ndianiko akatenda zvatakaparidza?” Viz kapitola |