ƲaRoma 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zviripo ndezvokuti munhu anotenda mumwoyo wake naizvozvo anorumiswa, uye anobvuma nomuromo wake, anoponeswa naizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nokuti munhu unotenda nomŋoyo, ndokururamiswa; unopupura nomuromo, ndokuponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nokuti munhu anotenda nomwoyo, ndokururamiswa; anopupura nomuromo, ndokuponeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zviripo ndezvokuti munhu anotenda mumwoyo wake naizvozvo anorumiswa, uye anobvuma nomuromo wake, anoponeswa naizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zviripo ndezvokuti munhu anotenda mumwoyo wake naizvozvo anorumiswa, uye anobvuma nomuromo wake, anoponeswa naizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti unotenda nomwoyo wako ugoruramisirwa, uye unopupura nomuromo wako ugoponeswa. Viz kapitola |