Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Nokuti vakatsinhanisa chokwadi chaMwari nenhema. Vakanamata vakashandira chisikwa panokunamata nokushandira musiki anofanira kurumbidzwa nokusingaperi Ameni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Aʋo ʋakatsinhanha ɀokwaɗi yaMŋari nenhema, ʋakanamata nokushumira cisikwa kupfura Musiki, iye unokudzwa nokusiŋgaperi. Ameni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Avo vakatsinhanha zvokwadi yaMwari nenhema, vakanamata nokushumira zvisikwa kupfura Musiki, iye anokudzwa nokusingaperi. Ameni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Nokuti vakatsinhanisa chokwadi chaMwari nenhema. Vakanamata vakashandira chisikwa panokunamata nokushandira musiki anofanira kurumbidzwa nokusingaperi Ameni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Nokuti vakatsinhanisa chokwadi chaMwari nenhema. Vakanamata vakashandira chisikwa panokunamata nokushandira musiki anofanira kurumbidzwa nokusingaperi Ameni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakatsinhanisa zvokwadi yaMwari nenhema, vakanamata uye vakashumira zvisikwa panzvimbo yoMusiki, iye anokudzwa nokusingaperi. Ameni.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 1:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy