ƲaRoma 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokuti zvinogona kuzivikanwa nezvaMwari zviri pachena kwavari nokuti Mwari, akaratidza zvinhu izvozvo kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nokuti iɀo ɀiŋgazikanwa ɀaMŋari ɀinoʋonekwa mukati maʋo, nokuti Mŋari wakaɀiratidza iɀo kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 nokuti izvo zvingazikanwa zvaMwari zvinoonekwa mukati mavo, nokuti Mwari akazviratidza izvo kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokuti zvinogona kuzivikanwa nezvaMwari zviri pachena kwavari nokuti Mwari, akaratidza zvinhu izvozvo kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 nokuti zvinogona kuzivikanwa nezvaMwari zviri pachena kwavari nokuti Mwari, akaratidza zvinhu izvozvo kwavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nokuti izvo zvose zvingazivikanwa pamusoro paMwari zviri pachena kwavari, nokuti Mwari akazviisa pachena kwavari. Viz kapitola |