Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti kutsamŋa kwaMŋari kunoratidzwa, kucibva kuɗeŋga, pamsoro pokusaɗa Mŋari kwose nokusarurama kwaʋanhu, ʋanodziʋisa ɀokwaɗi nokusarurama;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa, kuchibva kudenga, pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwavanhu, vanodzivisa chokwadi nokusarurama;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa kuchibva kudenga pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwose kwavanhu vanodzivisa chokwadi nokusarurama kwavo.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 1:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy