Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 nokuti mariri, kururama kwaMwari kunoratidzwa pachena nechitendero chinobvira pokutanga kusvikira pokupedzisira sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Munhu anoruramiswa nechitendero achararama.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti mairi kururama kwaMŋari kunoratidzwa kunobva pakutenda kucienda kukutenda; seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Wakarurama ucararama nokutenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti mairi kururama kwaMwari kunoratidzwa kunobva pakutenda kuchienda kukutenda; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Akarurama achararama nokutenda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 nokuti mariri, kururama kwaMwari kunoratidzwa pachena nechitendero chinobvira pokutanga kusvikira pokupedzisira sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Munhu anoruramiswa nechitendero achararama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 nokuti mariri, kururama kwaMwari kunoratidzwa pachena nechitendero chinobvira pokutanga kusvikira pokupedzisira sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Munhu anoruramiswa nechitendero achararama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti muvhangeri, kururama kwaMwari kunoratidzwa kuchibva pakutenda kuchienda kukutenda, sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Akarurama achararama nokutenda.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 1:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy