ƲaRoma 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndinodaro nokuti handinyari neShoko Rakanaka nokuti iro isimba raMwari rokuponesa munhu wose ane chitendero zvichitangisira kuvaJudha kozouya vaGiriki Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti handinyari pamsoro peEvaŋgeri; nokuti isimba raMŋari rokuponesa mumŋe nomumŋe unotenda, kutaŋga muJuda, ʋuye muGiriki ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti handinyari pamusoro peVhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe anotenda, kutanga muJudha, uye muGirikiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndinodaro nokuti handinyari neShoko Rakanaka nokuti iro isimba raMwari rokuponesa munhu wose ane chitendero zvichitangisira kuvaJudha kozouya vaGiriki Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndinodaro nokuti handinyari neShoko Rakanaka nokuti iro isimba raMwari rokuponesa munhu wose ane chitendero zvichitangisira kuvaJudha kozouya vaGiriki Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Handina nyadzi pamusoro pevhangeri, nokuti isimba raMwari rokuponesa munhu wose anotenda: Kutanga kumuJudha, zvichizotevera weDzimwe Ndudzi. Viz kapitola |