ƲaRoma 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 ndichikumbira kuti, zvimwe nokuda kwaMwari, pamwe iye zvino ndipo pandingakwanise kuuya kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ndicikumbira ŋguʋa dzose pakunyeŋgetera kwaŋgu, kuti ɀimŋe ndifambiswe haŋgu ɀakanaka ndiʋuye kwamuri nokuɗa kwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 ndichikumbira nguva dzose pakunyengetera kwangu, kuti zvimwe ndifambiswe hangu zvakanaka ndiuye kwamuri nokuda kwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 ndichikumbira kuti, zvimwe nokuda kwaMwari, pamwe iye zvino ndipo pandingakwanise kuuya kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 ndichikumbira kuti, zvimwe nokuda kwaMwari, pamwe iye zvino ndipo pandingakwanise kuuya kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 muminyengetero yangu nguva dzose; uye ndinonyengeterera kuti zvino pakupedzisira nokuda kwaMwari ndizarurirwe mukana wokuti ndiuye kwamuri. Viz kapitola |