ƲaRoma 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Pauro muranda waJesu Kristu ndakadaidzwa kuti ndive mupositori akatsaurirwa kuparidza Shoko Rakanaka raMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Pauro, muranda waKristu Jesu, wakaɗanwa kuti aʋe muapostora, wakatsaurirwa Evaŋgeri yaMŋari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Pauro, muranda waKristu Jesu, akadanwa kuti ave mupostori, akatsaurirwa Vhangeri yaMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Pauro muranda waJesu Kristu ndakadaidzwa kuti ndive mupositori akatsaurirwa kuparidza Shoko Rakanaka raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Pauro muranda waJesu Kristu ndakadaidzwa kuti ndive mupositori akatsaurirwa kuparidza Shoko Rakanaka raMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pauro, muranda waJesu Kristu, akadanwa kuti ave mupostori uye akatsaurirwa vhangeri raMwari, Viz kapitola |