ƲaKorose 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tikikusi achakuzivisai nezvangu zvese. Ihama yapamwoyo, mushandiri akatendeka mushandipamwechete muna Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mucaziʋiswa ɀaŋgu ɀose naTikiko, hama inoɗikanwa, mushumiri wakatendeka, nomuranda pamŋe cete neni munaShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Muchaziviswa zvangu zvose naTikiko, hama inodikanwa, mushumiri akatendeka, nomuranda pamwechete neni muna Ishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tikikusi achakuzivisai nezvangu zvese. Ihama yapamwoyo, mushandiri akatendeka mushandipamwechete muna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Tikikusi achakuzivisai nezvangu zvese. Ihama yapamwoyo, mushandiri akatendeka mushandipamwechete muna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Tikikasi achakuudzai mashoko ose pamusoro pangu. Iye ihama inodikanwa kwazvo, mushumiri akatendeka nomushandi pamwe chete neni muna She. Viz kapitola |