Online Bible

- Reklamy -

ƲaKorose 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Matauriro enyu ngaave matauriro akanaka kuti muzive kunyatsodavira anenge akubvunzai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kutaura kwenyu ŋgakuʋe nenyasha ŋguʋa dzose, kwakaruŋgwa nomunyu, kuti muziʋe kupindura mumŋe nomumŋe seɀamunofanira kuita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kutaura kwenyu ngakuve nenyasha nguva dzose, kwakarungwa nomunyu, kuti muzive kupindura mumwe nomumwe sezvamunofanira kuita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Matauriro enyu ngaave matauriro akanaka kuti muzive kunyatsodavira anenge akubvunzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Matauriro enyu ngaave matauriro akanaka kuti muzive kunyatsodavira anenge akubvunzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Kutaura kwenyu ngakugare kwakazara nenyasha nguva dzose, kwakarungwa nomunyu, kuitira kuti muzive mapinduriro amunoita vanhu vose.

Viz kapitola kopírovat

ƲaKorose 4:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy