ƲaKorose 4:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndini Pauro ndinonyora noruoko rwangu ndichikukwazisai. Yeukai ngetani dzangu. Nyasha ngadzive nemi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndiko kukwazisa kwaŋgu, ini Pauro, noruʋoko rwaŋgu. Raŋgarirai kusuŋgwa kwaŋgu. Nyasha ŋgadziʋe nemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ndiko kukwazisa kwangu, ini Pauro, noruoko rwangu. Rangarirai kusungwa kwangu. Nyasha ngadzive nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndini Pauro ndinonyora noruoko rwangu ndichikukwazisai. Yeukai ngetani dzangu. Nyasha ngadzive nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndini Pauro ndinonyora noruoko rwangu ndichikukwazisai. Yeukai ngetani dzangu. Nyasha ngadzive nemi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ini, Pauro ndanyora kwaziso iyi noruoko rwangu pachangu. Rangarirai ngetani dzangu. Nyasha ngadzive nemi. Viz kapitola |