ƲaKorose 4:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ruka, chiremba wapamwoyo naDhemasi vanokukwazisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ruka, ŋaŋga inoɗikanwa, naDemasi, ʋanokukwazisai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ruka, n'anga inodikanwa, naDhemasi, vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ruka, chiremba wapamwoyo naDhemasi vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ruka, chiremba wapamwoyo naDhemasi vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shamwari yedu inodikanwa Ruka, chiremba, naDhemasi vanokukwazisai. Viz kapitola |