ƲaKorose 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pamusana paizvozvi Mwari ari kuuya akashatirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuɗa kwaiɀoɀi kutsamŋa kwaMŋari kunoʋuya pamsoro paʋana ʋokusaterera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuda kwaizvozvi kutsamwa kwaMwari kunouya pamusoro pavana vokusateerera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pamusana paizvozvi Mwari ari kuuya akashatirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pamusana paizvozvi Mwari ari kuuya akashatirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuda kwaizvozvi, kutsamwa kwaMwari kuri kuuya. Viz kapitola |