ƲaKorose 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndinodaro nokuti muiti wezvakaipa achawana mubayiro wake, pasina zvorusaruro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti unoita ɀisakarurama, ucapiwa ɀisakarurama ɀaakaita; haɀizi ɀinoʋonekwa ɀomunhu ɀinotendwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti anoita zvisakarurama, achapiwa zvisakarurama zvaakaita; hazvizi zvinoonekwa zvomunhu zvinotendwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndinodaro nokuti muiti wezvakaipa achawana mubayiro wake, pasina zvorusaruro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ndinodaro nokuti muiti wezvakaipa achawana mubayiro wake, pasina zvorusaruro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ani naani anoita zvakaipa achatsiviwa nokuda kwezvakaipa zvake, uye hapana kutsaura vanhu. Viz kapitola |