Online Bible

- Reklamy -

ƲaKorose 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 sezvamunoziva kuti muchagamuchira nhaka somubayiro wenyu, nokuti Tenzi Kristu ndiye wamuri kushandira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 muciziʋa kuti mucapiwa naShe muɓairo wenhaka; nokuti munoɓatira Ishe Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 muchiziva kuti muchapiwa naIshe mubayiro wenhaka; nokuti munoshandira Ishe Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 sezvamunoziva kuti muchagamuchira nhaka somubayiro wenyu, nokuti Tenzi Kristu ndiye wamuri kushandira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 sezvamunoziva kuti muchagamuchira nhaka somubayiro wenyu, nokuti Tenzi Kristu ndiye wamuri kushandira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 sezvo muchiziva kuti muchagamuchira nhaka kubva kuna She somubayiro. NdiIshe Kristu wamunoshumira.

Viz kapitola kopírovat

ƲaKorose 3:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy