Online Bible

- Reklamy -

ƲaKorose 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀose ɀamunoita, muɀiitei nomŋoyo wose, sokunaShe, musiŋgaitiri ʋanhu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvose zvamunoita, muzviite nomwoyo wose, sokuna Ishe, musingaitiri vanhu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Zvose zvamunoita, itai zvose nomwoyo wose, savanhu vanoshandira Ishe, kwete munhu,

Viz kapitola kopírovat

ƲaKorose 3:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy