ƲaKorose 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Imi vana, teererai vabereki venyu muna zvose nokuti ndizvo zvinofadza Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋana, tererai ʋaɓereki ʋenyu paɀinhu ɀose, nokuti ndiɀo ɀakanaka munaShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vana, teererai vabereki venyu pazvinhu zvose, nokuti ndizvo zvakanaka muna Ishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Imi vana, teererai vabereki venyu muna zvose nokuti ndizvo zvinofadza Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Imi vana, teererai vabereki venyu muna zvose nokuti ndizvo zvinofadza Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vana, teererai vabereki venyu pazvinhu zvose, nokuti izvi zvinofadza Ishe. Viz kapitola |