ƲaKorose 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chiri chose chamunoita, kungave kutaura kana kuita, zviitei muzita raTenzi Jesu, muchitsvitsirwa naye kutenda kwenyu kuna Baba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 ʋuye ɀose ɀamunoita, kana ɀiri ɀeshoko kana ɓasa, itai ɀose nezita raShe Jesu, muciʋoŋga Mŋari Ƃaɓa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 uye zvose zvamunoita, kana zviri zveshoko kana basa, itai zvose nezita raIshe Jesu, muchivonga Mwari baba naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chiri chose chamunoita, kungave kutaura kana kuita, zviitei muzita raTenzi Jesu, muchitsvitsirwa naye kutenda kwenyu kuna Baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Chiri chose chamunoita, kungave kutaura kana kuita, zviitei muzita raTenzi Jesu, muchitsvitsirwa naye kutenda kwenyu kuna Baba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uye zvose zvamunoita, mushoko kana mumabasa, itai zvose muzita raIshe Jesu, muchivonga Mwari ivo Baba kubudikidza naye. Viz kapitola |