ƲaKorose 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Shoko raKristu noupfumi hwaro ngarinyatsoti tindindi mamuri muchidzidzisana nokurairana noungwaru muchiimba nziyo nedzimbo nezvimbo zvaMweya muchitenda Mwari mumwoyo menyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Shoko raKristu ŋgarigare mukati menyu riwande; nokucenjera kwose mudzidzisane, nokurairana namapisarema, nenziyo, neɀiimbo ɀomŋeya, muimbire Mŋari nenyasha mumŋoyo menyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Shoko raKristu ngarigare mukati menyu riwande; nokuchenjera kwose mudzidzisane, nokurayirana namapisarema, nenziyo, nezviimbo zvomweya, muimbire Mwari nenyasha mumwoyo menyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Shoko raKristu noupfumi hwaro ngarinyatsoti tindindi mamuri muchidzidzisana nokurairana noungwaru muchiimba nziyo nedzimbo nezvimbo zvaMweya muchitenda Mwari mumwoyo menyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Shoko raKristu noupfumi hwaro ngarinyatsoti tindindi mamuri muchidzidzisana nokurairana noungwaru muchiimba nziyo nedzimbo nezvimbo zvaMweya muchitenda Mwari mumwoyo menyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Shoko raKristu ngarigare zvakakwana mamuri pamunenge muchidzidzisana muchirayirana nouchenjeri hwose, uye muchiimba mapisarema, dzimbo nenziyo dzomweya muchivonga Mwari mumwoyo yenyu. Viz kapitola |