Online Bible

- Reklamy -

ƲaKorose 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kana makafa pamwechete naKristu kunezvemweya yenyika munogarirei sokunge muri venyika, munozviisirei pasi pemitemo inoti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino kana makafa pamŋe cete naKristu kuneɀokuʋamba ɀenyika, munoɀiisireiko pasi pemirairo, somugere munyika,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino kana makafa pamwechete naKristu kunezvokuvamba zvenyika, munozviisireiko pasi pemirayiro, somugere munyika,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kana makafa pamwechete naKristu kunezvemweya yenyika munogarirei sokunge muri venyika, munozviisirei pasi pemitemo inoti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kana makafa pamwechete naKristu kunezvemweya yenyika munogarirei sokunge muri venyika, munozviisirei pasi pemitemo inoti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Sezvo makafa pamwe chete naKristu kune mitemo yenyika ino, seiko muchiita kunge muchiri vayo, muchizviisa pasi pemitemo yayo inoti:

Viz kapitola kopírovat

ƲaKorose 2:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy