ƲaHeberu 9:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Izvi zvakangogara zvakatemwa kuti munhu anofanira kufa kamwechete; mushure mokufa kunouya kutongwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋuye ʋanhu ɀaʋakatemerwa kuti ʋafe kamŋe cete, kutoŋgeswa kugoteʋera, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Uye vanhu zvavakatemerwa kuti vafe kamwechete, kutongeswa kugotevera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Izvi zvakangogara zvakatemwa kuti munhu anofanira kufa kamwechete; mushure mokufa kunouya kutongwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Izvi zvakangogara zvakatemwa kuti munhu anofanira kufa kamwechete; mushure mokufa kunouya kutongwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa, Viz kapitola |