Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Dai zvakadaro aifanira kunge akatambudzika kazhinji–zhinji kubvira kumavambo apasi. Asi sezvazviri, akauya chakamwe, pakupera kwenguva kuzoparadza chitadzo nokuzvipira kwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 nokuti ɗai ɀakaŋga ɀakaɗaro, uŋgaɗai aitambura kazhinji kubva pakuʋambga kwenyika; asi ɀino wakaʋonekwa kamŋe cete pakupedzisira kweŋguʋa, kuti aparadze ɀiʋi, nokuɀiita ciɓayiro kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 nokuti dai zvakanga zvakadaro, angadai aitambura kazhinji kubva pakuvambwa kwenyika; asi zvino akaonekwa kwamwechete pakupedzisira kwenguva, kuti aparadze zvivi, nokuzviita chibayiro kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Dai zvakadaro aifanira kunge akatambudzika kazhinji–zhinji kubvira kumavambo apasi. Asi sezvazviri, akauya chakamwe, pakupera kwenguva kuzoparadza chitadzo nokuzvipira kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Dai zvakadaro aifanira kunge akatambudzika kazhinji–zhinji kubvira kumavambo apasi. Asi sezvazviri, akauya chakamwe, pakupera kwenguva kuzoparadza chitadzo nokuzvipira kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Zvino Kristu angadai akazotambudzika kakawanda kubva pakuvambwa kwenyika. Asi zvino akaonekwa kamwe chete pamagumo enguva kuti aparadze chivi nokuzviita chibayiro iye pachake.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 9:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy