ƲaHeberu 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yakanga ichifanira kuchenurwa nemipiro iyi, asi izvo zvinhu zvokudenga pachazvo zvakanga zvichifanira kuchenurwa nezvibayiro zviri nani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo mifananidzo yeɀiri kuɗeŋga yaifanira kuti inatswe neɀiɓayiro iɀi; asi ɀinhu ɀokuɗeŋga ɀimene kuti ɀinatswe neɀiɓayiro ɀinopfuʋura iɀi nokunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yaifanira kuti inatswe nezvibayiro izvi; asi zvinhu zvokudenga zvimene kuti zvinatswe nezvibayiro zvinopfuura izvi nokunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yakanga ichifanira kuchenurwa nemipiro iyi, asi izvo zvinhu zvokudenga pachazvo zvakanga zvichifanira kuchenurwa nezvibayiro zviri nani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yakanga ichifanira kuchenurwa nemipiro iyi, asi izvo zvinhu zvokudenga pachazvo zvakanga zvichifanira kuchenurwa nezvibayiro zviri nani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Naizvozvo zvaifanira kuti mifananidzo yezvinhu zvokudenga inatswe nezvibayiro izvi, asi zvinhu zvokudenga zvacho zvaifanira kunatswa nechibayiro chinopfuura izvi. Viz kapitola |