ƲaHeberu 9:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uye maererano nomutemo tingangoti zvinhu zvose zvinochenurwa chete neropa. Pasina kudeurwa kweropa hapana kuregererwa kwezvitadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀirokwaɀo, tiŋgati pamurairo ɀinhu ɀineŋge ɀose ɀinonatswa neropa; ʋuye kana kusineropa rinoteʋurwa, hakunekaŋganwiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvirokwazvo, tingati pamurayiro zvinhu zvinenge zvose zvinonatswa neropa; uye kana kusina ropa rinoteurwa, hakuna ruregerero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uye maererano nomutemo tingangoti zvinhu zvose zvinochenurwa chete neropa. Pasina kudeurwa kweropa hapana kuregererwa kwezvitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Uye maererano nomutemo tingangoti zvinhu zvose zvinochenurwa chete neropa. Pasina kudeurwa kweropa hapana kuregererwa kwezvitadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zvirokwazvo, murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa. Viz kapitola |