Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti testamente inesimba kana ʋanhu ʋafa; nokuti haitoŋgoʋi nesimba kana wakaiita aciri mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti chido chenhaka chine simba kana vanhu vafa; nokuti haitongovi nesimba kana akachiita achiri mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 nokuti nhaka yakanyorwa ine simba chete kana munhu afa; haina simba kana akaiita achiri mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 9:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy