Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 9:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti izvi zvakangorerekera kunezvokudya nezvokunwa, nezvokushamba kwakasiyana–siyana, nezvomirau yakananga zvemuviri yakaiswa kusvikira nguva yokuvandudzwa kwezvinhu kuti zvive zvitsva yasvika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 nokuti yaiŋgoʋa mirairo yenyama, yeɀokudya, neɀokunwa, nokushamba kuzhinji, yaʋakatemerwa kuȿikira paŋguʋa yokuʋandudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 nokuti yaingova mirayiro yenyama, yezvokudya, nezvokunwa, nokushamba kuzhinji, yavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti izvi zvakangorerekera kunezvokudya nezvokunwa, nezvokushamba kwakasiyana–siyana, nezvomirau yakananga zvemuviri yakaiswa kusvikira nguva yokuvandudzwa kwezvinhu kuti zvive zvitsva yasvika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 nokuti izvi zvakangorerekera kunezvokudya nezvokunwa, nezvokushamba kwakasiyana–siyana, nezvomirau yakananga zvemuviri yakaiswa kusvikira nguva yokuvandudzwa kwezvinhu kuti zvive zvitsva yasvika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvinongova zvokudya nezvokunwa uye nokushamba kuzhinji zvapanyama, zvavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 9:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy