ƲaHeberu 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokutaura nezvechitenderano chitsva, Mwari ari kutoita kuti chakare chinzi chitsaru. Chinhu chinenge chava kusakara, chavakuchembera chinobva chazorova. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀaanoti: Suŋgano itȿa, wakasakadza yokutaŋga; ɀino cinhu cosakara, coʋa cakare, coɗa kuroʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvaanoti: Sungano itsva, akasakadza yokutanga; zvino chinhu chosakara, chova chakare, choda kurova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokutaura nezvechitenderano chitsva, Mwari ari kutoita kuti chakare chinzi chitsaru. Chinhu chinenge chava kusakara, chavakuchembera chinobva chazorova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Nokutaura nezvechitenderano chitsva, Mwari ari kutoita kuti chakare chinzi chitsaru. Chinhu chinenge chava kusakara, chavakuchembera chinobva chazorova. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti akati sungano iyi “itsva,” ipapo akashayisa basa yokutanga; zvino chinhu chisisina basa uye chava chekare chichaparara nokukurumidza. Viz kapitola |