ƲaHeberu 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hapana achadzidzisa mumwe achiti kuna mumwe, “Ziva Tenzi” nokuti vose zvavo vachandiziva kubvira pamuduku–duku wavo chaiye kusvikira pamukuru wavo chaiye Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mumŋe nomumŋe haaŋgazodzidzisi wokwake, Kana mumŋe nomumŋe hama yake, aciti: Ziʋa Ishe; Nokuti ʋose ʋacandiziʋa, Kubva kumuɗuku kuȿikira kumukuru pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mumwe nomumwe haangazodzidzisi wokwake, Kana mumwe nomumwe hama yake, ichiti, ‘Ziva Ishe;’ Nokuti vose vachandiziva, Kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hapana achadzidzisa mumwe achiti kuna mumwe, “Ziva Tenzi” nokuti vose zvavo vachandiziva kubvira pamuduku–duku wavo chaiye kusvikira pamukuru wavo chaiye Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Hapana achadzidzisa mumwe achiti kuna mumwe, “Ziva Tenzi” nokuti vose zvavo vachandiziva kubvira pamuduku–duku wavo chaiye kusvikira pamukuru wavo chaiye Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Hakuna munhu achazodzidzisa muvakidzani wake, kana munhu kudzidzisa hama yake, achiti, ‘Ziva Ishe,’ nokuti vose vachandiziva, kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo. Viz kapitola |