Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Haana baba; haana amai; haana dzinza; mazuva ake haana mavambo; upenyu hwake hauna mugumo; asi wakafanana noMwanakomana waMwari anoramba ari mupristi nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 asinaɓaɓa, asinamai, asinamadzisekuru, asina‐kutaŋga kwamazuʋa, kana kuguma kwoʋupenyu, asi wakafananidzwa noMŋanakomana waMŋari, unogara ari muprista nokusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 asina baba, asina mai, asina madzisekuru, asina kutanga kwamadzisekuru, asina kutanga kwamazuva, kana kuguma kwoupenyu, asi akafananidzwa noMwanakomana waMwari, anogara ari mupristi nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Haana baba; haana amai; haana dzinza; mazuva ake haana mavambo; upenyu hwake hauna mugumo; asi wakafanana noMwanakomana waMwari anoramba ari mupristi nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Haana baba; haana amai; haana dzinza; mazuva ake haana mavambo; upenyu hwake hauna mugumo; asi wakafanana noMwanakomana waMwari anoramba ari mupristi nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Asina baba kana mai, asina madzitateguru, asina mavambo amazuva kana magumo oupenyu, soMwanakomana waMwari anoramba ari muprista nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 7:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy