Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino kana dai ururami huzere hwaiwanikwa pamusana poupristi hwaRevhi, nokutika panguva yahwo ndopakapiwa vanhu mutemo; ko paizodirwei kuti pamuke mumwe mupristi wegovero raMerekizedheki panze pomupristi anodaidzwa nezita regovero raAroni,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Naiɀoɀo, kana kukwaniswa kwaiʋa’po nenzira yoʋuprista bgaRevi (nokuti ʋanhu ʋakapiwa murairo nokuɗa kwabgo), ko mumŋe muprista waifanira kuzomuka seiko unorudzi naMerkisedeki, asiŋganzi unorudzi naAroni?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Naizvozvo, kana kukwaniswa kwaivapo nenzira youpristi hwaRevhi (nokuti vanhu vakapiwa murayiro nokuda kwahwo), ko mumwe mupristi aifanira kuzomuka seiko anorudzi naMerekizedheki, asinganzi anorudzi naAroni?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino kana dai ururami huzere hwaiwanikwa pamusana poupristi hwaRevhi, nokutika panguva yahwo ndopakapiwa vanhu mutemo; ko paizodirwei kuti pamuke mumwe mupristi wegovero raMerekizedheki panze pomupristi anodaidzwa nezita regovero raAroni,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Kana kukwaniswa kwaigona kuvapo nenzira youprista hwaRevhi (nokuti vanhu vakapiwa murayiro nokuda kwahwo), ko, mumwe muprista aifanira kuzomuka sei, iye ari worudzi rwaMerikizedheki, asiri worudzi rwaAroni?

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 7:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy