Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 asi vakazorasika; nokuti vanoroverera mavari ivo Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 kana ʋakazotsauka, haɀibviri kuʋaʋandudza ɀe kuti ʋatendeʋuke, nokuti ʋanoɀiroʋerera ɀe Mŋanakomana waMŋari pamucinjikwa, ʋacimunyadzisa pacena.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 kana vakazotsauka, hazvibviri kuvavandudzazve kuti vatendeuke, nokuti vanozvirovererazve Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 asi vakazorasika; nokuti vanoroverera mavari ivo Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 asi vakazorasika; nokuti vanoroverera mavari ivo Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 kuti vatendeukezve mushure mokunge vatsauka, nokuti pakurasikirwa kwavo vanorovererazve Mwanakomana waMwari, vachimunyadzisa pachena.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 6:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy