ƲaHeberu 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Saka nokutirira kwake Abhurahamu akawana chaakanga atsidzirwa chiya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuɗaro, wakati atsuŋgirira, akawana cipikirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokudaro, akati atsungirira, akawana chipikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Saka nokutirira kwake Abhurahamu akawana chaakanga atsidzirwa chiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Saka nokutirira kwake Abhurahamu akawana chaakanga atsidzirwa chiya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye mushure mokumirira nomwoyo murefu, Abhurahama akagamuchira chipikirwa. Viz kapitola |