Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 kunyaŋge aiʋa Mŋanakomana, wakadzidza kuterera neɀaakatambudzika;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 kunyange aiva Mwanakomana, akadzidza kuteerera nezvaakatambudzika;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Kunyange zvake akanga ari mwanakomana, akadzidza kuteerera kubva pakutambudzika kwake

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 5:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy