Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Paripo pamwe paakataura nezvezuva rechinomwe achiti, “Zvino Mwari akazorora mabasa ake ose pamusi wechinomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti paneimŋe nɀimbo wakataura pamsoro pezuʋa recinomŋe, aciti: Mŋari wakazorora nezuʋa recinomŋe pamaɓasa ake ose;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti paneimwe nzvimbo akataura pamusoro pezuva rechinomwe, achiti, “Mwari wakazorora nezuva rechinomwe pamabasa ake ose;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Paripo pamwe paakataura nezvezuva rechinomwe achiti, “Zvino Mwari akazorora mabasa ake ose pamusi wechinomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Paripo pamwe paakataura nezvezuva rechinomwe achiti, “Zvino Mwari akazorora mabasa ake ose pamusi wechinomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nokuti pane imwe nzvimbo akataura mashoko aya pamusoro pezuva rechinomwe. “Zvino pazuva rechinomwe Mwari akazorora kubva pabasa rake rose.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 4:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy