ƲaHeberu 13:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndikwazisirei vatungamiri venyu vose navanamati vose. Vanhu vokuItari vanokukwazisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ndikwazisirei ʋatuŋgamiri ʋenyu ʋose naʋatȿene ʋose. ƲeItaria ʋanokukwazisai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ndikwazisirei vatungamiri venyu vose navatsvene vose. VeItariya vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndikwazisirei vatungamiri venyu vose navanamati vose. Vanhu vokuItari vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndikwazisirei vatungamiri venyu vose navanamati vose. Vanhu vokuItari vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kwazisai vatungamiri venyu vose uye navanhu vose vaMwari. VokuItaria vanokukwazisai. Viz kapitola |