Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndingade kuti muzive kuti hama yedu Timoti yakasunungurwa. Ndiye wandichakuonai ndiinaye kana akurumidza kuuya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ziʋai kuti hama yeɗu Timotio wakasunuŋgurwa; kana akakurumidza kuȿika, ndinozokuʋonai pamŋe cete naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zivai kuti hama yedu Timoti akasunungurwa; kana akakurumidza kusvika, ndinozokuonai pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndingade kuti muzive kuti hama yedu Timoti yakasunungurwa. Ndiye wandichakuonai ndiinaye kana akurumidza kuuya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ndingade kuti muzive kuti hama yedu Timoti yakasunungurwa. Ndiye wandichakuonai ndiinaye kana akurumidza kuuya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ndinoda kuti muzive kuti hama yedu Timoti akasunungurwa. Kana akakurumidza kusvika, ndichauya naye kuzokuonai.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 13:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy