ƲaHeberu 13:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Tinamatireiwo nokuti tine chokwadi chokuti hana dzedu dzakachena. Tine mwoyo unoda kuita zvinhu zvose nemazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Tinyeŋgetererei; nokuti tinoziʋa kwaɀo kuti tinehana yakanaka, ɀatinoɗa kufamba ɀakanaka paɀinhu ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Tinyengetererei; nokuti tinoziva kwazvo kuti tine hana yakanaka, zvatinoda kufamba zvakanaka pazvinhu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Tinamatireiwo nokuti tine chokwadi chokuti hana dzedu dzakachena. Tine mwoyo unoda kuita zvinhu zvose nemazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Tinamatireiwo nokuti tine chokwadi chokuti hana dzedu dzakachena. Tine mwoyo unoda kuita zvinhu zvose nemazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Tinyengeterereiwo. Tine chokwadi chokuti tine hana yakanaka uye tinoda kufamba zvakanaka pazvinhu zvose. Viz kapitola |