ƲaHeberu 11:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vamwe vavo vakatambura kunyombwa nokurohwa vakasungwa nengetani nokuiswa mujeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋamŋe ʋakaidzwa, ʋacisekwa, ʋacirobga ɀikuru, ʋuye ɀe ʋacisuŋgwa, ʋaciiswa mutoroŋgo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 vamwe vakaedzwa, vachisekwa, vachirohwa zvikuru, uyezve vachisungwa, vachiiswa mutorongo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vamwe vavo vakatambura kunyombwa nokurohwa vakasungwa nengetani nokuiswa mujeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Vamwe vavo vakatambura kunyombwa nokurohwa vakasungwa nengetani nokuiswa mujeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vamwe vakasekwa uye vakarohwa, uyezve vamwe vakasungwa vakaiswa mutorongo. Viz kapitola |