Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 11:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Vakadzi vakagamuchira vakafa vavo vamuka muvakafa. Vamwe vavo vakaoneswa nhamo vachitoramba rusununguko kuti vazomuka vava noupenyu huri nani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ʋakadzi ʋakapiwa ɀe ʋakafa ʋaʋo, ʋamutswa; ʋamŋe ʋakapurwa, ʋakaramba kusunuŋgurwa, kuti ʋawane kumuka kwakapfuʋura nokunaka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Vakadzi vakapiwazve vakafa vavo, vamutswa; vamwe vakapurwa, vakaramba kusunungurwa, kuti vawane kumuka kwakapfuura nokunaka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Vakadzi vakagamuchira vakafa vavo vamuka muvakafa. Vamwe vavo vakaoneswa nhamo vachitoramba rusununguko kuti vazomuka vava noupenyu huri nani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Vakadzi vakagamuchira vakafa vavo vamuka muvakafa. Vamwe vavo vakaoneswa nhamo vachitoramba rusununguko kuti vazomuka vava noupenyu huri nani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Vakadzi vakagamuchirazve vakanga vafa vavo vamutswa kuti vave vapenyu zvakare. Vamwe vakatambudzwa vakaramba kusunungurwa, kuitira kuti vagozopiwa kumuka kuri nani pakunaka.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 11:35

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy