ƲaHeberu 11:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 miromo yeshumba vakadzima moto unoririma vapunyuka hondo yebakatwa vakawana simba muutera. Vakava nechivindi muhondo. Vakadzvamutsa hondo dzevechirudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakadzima simba romŋoto, ʋakatiza minondo inopinza, ʋakasimbiswa paʋutera, ʋakaʋa nesimba pakurwa, ʋakadziŋga hondo dzamamŋe marudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Vakadzima simba romoto, vakatiza minondo inopinza, vakasimbiswa muutera, vakava nesimba pakurwa, vakadzinga hondo dzamamwe marudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 miromo yeshumba vakadzima moto unoririma vapunyuka hondo yebakatwa vakawana simba muutera. Vakava nechivindi muhondo. Vakadzvamutsa hondo dzevechirudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 miromo yeshumba vakadzima moto unoririma vapunyuka hondo yebakatwa vakawana simba muutera. Vakava nechivindi muhondo. Vakadzvamutsa hondo dzevechirudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 vakadzima simba romoto, uye vakapunyuka kubva pamunondo unopinza, utera hwavo hwakashandurwa hukava simba uye vakava nesimba guru pakurwa vakakunda hondo dzamamwe marudzi. Viz kapitola |