ƲaHeberu 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti hazvigoneki kuti ropa rehandira nerembudzi ribvise zvitadzo. Naizvozvo Kristu paakauya panyika akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti ropa renzombe nerembudzi haritoŋgogoni kubvisa ɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti ropa renzombe nerembudzi haritongogoni kubvisa zvivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti hazvigoneki kuti ropa rehandira nerembudzi ribvise zvitadzo. Naizvozvo Kristu paakauya panyika akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti hazvigoneki kuti ropa rehandira nerembudzi ribvise zvitadzo. Naizvozvo Kristu paakauya panyika akati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 nokuti hazvigoni kuti ropa renzombe nerembudzi ribvise zvivi. Viz kapitola |