ƲaHeberu 10:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Asi isu hatisi vaya vokudzokera shure vanoparadzwa asi isu tiri vanhu vane chitendero vanoponesa mweya yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino isu hatizi iʋo ʋokudzokera shure, kuti tiparadzwe; asi tiri ʋokutenda kuti tiponeswe mŋeya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino isu hatizi ivo vokudzokera shure, kuti tiparadzwe; asi tiri vokutenda kuti tiponeswe mweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Asi isu hatisi vaya vokudzokera shure vanoparadzwa asi isu tiri vanhu vane chitendero vanoponesa mweya yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Asi isu hatisi vaya vokudzokera shure vanoparadzwa asi isu tiri vanhu vane chitendero vanoponesa mweya yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Asi isu hatisi ivo vokudzokera shure, vanoparadzwa, asi tiri vokutenda vanoponeswa. Viz kapitola |