ƲaHeberu 10:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 asi mururami wangu achararama nokutenda asi akadzokera shure handimufariri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Asi wakarurama waŋgu ucaponeswa nokutenda; Ɀino kana akadzokera shure, mŋoyo waŋgu hauŋgafari naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Asi wakarurama wangu achaponeswa nokutenda; Zvino kana akadzokera shure, mwoyo wangu haungafari naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 asi mururami wangu achararama nokutenda asi akadzokera shure handimufariri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 asi mururami wangu achararama nokutenda asi akadzokera shure handimufariri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Asi akarurama wangu achararama nokutenda. Uye kana akadzokera shure, handizofadzwi naye.” Viz kapitola |