ƲaHeberu 10:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Pamusana pokuti imi maiva netsitsi navasungwa uye maigamuchira nomufaro kupambwa kwezvinhu zvenyu nokuti imi pachenyu munoziva kuti mune chamuinacho chiri nani chinogara nokusingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Nokuti makanzwira tsitsi aʋo ʋakasuŋgwa, mukatenda ʋo nomufaro kuti nhumbi dzenyu dzipambge, muciziʋa kuti imi mumene munefuma yakapfuʋura nokunaka, inogara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Nokuti makanzwira tsitsi avo vakasungwa, mukatendawo nomufaro kuti nhumbi dzenyu dzipambwe, muchiziva kuti imi mumene mune pfuma yakapfuura nokunaka, inogara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Pamusana pokuti imi maiva netsitsi navasungwa uye maigamuchira nomufaro kupambwa kwezvinhu zvenyu nokuti imi pachenyu munoziva kuti mune chamuinacho chiri nani chinogara nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Pamusana pokuti imi maiva netsitsi navasungwa uye maigamuchira nomufaro kupambwa kwezvinhu zvenyu nokuti imi pachenyu munoziva kuti mune chamuinacho chiri nani chinogara nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Makanzwira tsitsi avo vakanga vari mutorongo mukagamuchira nomufaro kupambwa kwenhumbi dzenyu, nokuti maiziva kuti imi pachenyu makanga mune pfuma yakapfuura nokunaka uye inogara. Viz kapitola |