Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 10:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Asi yeukai, mazuva akare kuti mushure mokunge mavhenekerwa mukatirira matambudziko akaomarara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Asi raŋgarirai mazuʋa okutaŋga, amakati mavenekerwa, mukatsuŋga pakurwa kukuru kweɗambudziko;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Asi rangarirai mazuva okutanga, amakati mavhenekerwa, mukatsunga pakurwa kukuru kwedambudziko;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Asi yeukai, mazuva akare kuti mushure mokunge mavhenekerwa mukatirira matambudziko akaomarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Asi yeukai, mazuva akare kuti mushure mokunge mavhenekerwa mukatirira matambudziko akaomarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Rangarirai mazuva okutanga mushure mokugamuchira chiedza, amakatsunga pakurwa kukuru mukutambudzika.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 10:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy